Guys I need your help ๐๐
REPOST abeg
Pane mufes ari kuMasasa aida sinhi iri zvino Account ndakatengesa handichaziva Xhandle yake ๐ฎโ๐จ
REPOST pliz ๐
@Makomborerol
๐ ndakatakura mumwe babe kubva Avondale shops kuenda Mabelreign ndakadzoka naye takatotaura nyaya kuseka but handina kubvunza number or zita zvaro ...the other day akazondiona zvakanzi Hi what's your name ๐ gender iyi hatiigone
Wochengeteswa mwana 12 years
Wodyirwa bota neTeam inokuti Boss all the time
Worse wozotiva Base rinodyirwa babe ๐๐๐
After all wototi babe i forgive you nhai
Zvinoita here Jendrumeni
I think this fella ndiye anoita the hardest work pano paSocial Media
Haa basa raanobata ihuru ๐ anoita make sure kana atanga kumira nemaPoints ake ๐
Bravo ๐๐