Wangu!!!! Vapfanha veDrip vanorwadza kutarisa wangu i wear glasses imagine i pay to see people and what i see is some rainbow looking motherfucker😂😂😂😂 aewa aish zvimwe zvinhu tofanha kutanga ku banner munyika😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
So i was 16 when my dad passed away my aunt(dad’sSister)came up with some “waida zviitirwe ani “so,grandma died im hurting but i cant wait to ask my Aunt the same question ,lets know what to say when we’re comforting vanhu vakuchema tumwe tuma statement ndetwekuroya 👐🏽
@Ask_Tari
My question is munopindireiko mumamariage acho nevanhu vamusingadi? Because if you love your husband all that you mentioned munyori youl do whole heartedly and not feel anything imi makuita as if maiitwa kunge madhongi haiwa musatidyire nguva hidey!
Helmet ndeyake , musoro wakapfeka ndewake im sure akatenga nemari yake so really we cant tell him where and when to wear zvinhu zvake isu hedu patikupindira patikukwana kwana pazvinhu zvemuridzi i dont know angazi 🤷🏾♀️handchaziviwo hangu
Passion java is probably the only rich Zimbabwean who got his money through honest ways, unlike the others who obtain their money through theft, fraud and corruption.
.......Bigups to the gaffer 💪